KwaunobvaDuramazwiGgwachamuka

Duramazwi · zita

gwachamuka

bhembasirasha

Zvinoreva

Gwachamuka mudziyo wesimbi une mubato, wakakombama mberi kwawo uko kwakapinza, uye unoshandiswa pakutema uswa.

1

Zvakafanana

bhemba · sirasha

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwachara [kwachara]

Kana mudziyo ukati gwachara unenge wadonha zvokuita ruzha.

Verenga

Swipe for the next word