Duramazwi · zita
chiremba
pediatric · pediatrician · physician · surgeon · therapist · doctor

Chiremba munhu akadzidzira basa rokurapa varwere muchipatara.
Chiremba chipfeko chinenge ngundu chinopfekwa namambo mumusoro. Jesu akapfekedzwa chiremba cheminzwa mumusoro apo ainge ondoroverwa pamuchinjikwa.

Chada mwoyo hachikoni, mwoyo chiremba.
Ndiwe wega wadaidza chiremba kuti auye azotiudza kuti tine AIDS pano pamba.
Anosvikokwazisa chiremba ogara pasofa.) Chiremba: Kuno kwenyu kure kwazvo kubva kudhorobha.

dhokotera la
Duramazwi
01 / 03chiremba wemazino
dentist
VerengaSwipe for the next word