Duramazwi · zita
Zvinoreva
Furi munhu asingakwanisi kuzviitira zvinhu oga nekuda kwekuremara.
Furi imhando youswa hwakasimba chaizvo, hunowanzomera paruware, hunoshandiswa kugadzira mitsvairo nezvimwewo.

Urwu rudzi rweuswa hunowanikwa mugomo pamwe chete nefuri, husingatani kusvibira kana kwanaya, hunokurumidza kuoma kana kusisina mvura.

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03Furidza
blowup
VerengaSwipe for the next word