KwaunobvaDuramazwiFfurikidza

Duramazwi

furikidza

Zvinoreva

Kuwedzera masimba pakudya kana pakushanda.

1

Kuwedzera masimba pakudya kana pakushanda.

Nyimo dzinozvimbira kana ukadzidya zvekupfurikidza mwero.

Kubaya iri pamusungo kuita zvinhu zvinenge zvichipfurikidza panenge pakakwanira.

Kushapira kumwa sezvakaita mvura kana doro kana zvimwewo, uchipfurikidza mwero.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furikira

Kana majuru achifurikira anenge achibuda ega mumwena asina kuny'omonywa.

Verenga

Swipe for the next word