KwaunobvaDuramazwiFfurikira

Duramazwi

furikira

Zvinoreva

Kana majuru achifurikira anenge achibuda ega mumwena asina kuny'omonywa.

1

Tanaka haana waakataura naye hake akatopfurikira.

Kana majuru achifurikira anenge achibuda ega mumwena asina kuny'omonywa.

Kana mukaka uri kudirwa mudende wofurikira unenge wazarisa zvokubuda nepamuromo wedende racho.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furinji

Furinji kavhudzi kanokamirwa mberi kachirembera pahuma, zvinowanzoitwa nevanhukadzi.

Verenga

Swipe for the next word