KwaunobvaDuramazwiFfurira

Zvinoreva

Kunyengera munhu kuti aite zvausiri kuda iye (to influence/persuade).

Shamwari dze-

1

Munhu iyeye wamuri kutaura nezvake anofanira ari iye chete akazvitora achibva amufurira kutaura zita renyu.

Imwe nhau yavaive vakuda kuziva iyezvino yaive yokuti ko ring necklace aive azviisa kupi uye aive amufurira kuzvibvisa aive ani zvakare?.

Baba ava vane ruoko rwekupfurira, honai kubuda kwakaita denga iri.

2

3

Kufurira munhu kumupa mazano akashata.

Zvakafanana

nyengera · kurunzira

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furiri

Furiri munhu anotunza vamwe kuita zvakashata.

Verenga

Swipe for the next word