KwaunobvaDuramazwiFfuriri

Duramazwi · zita

furiri

mufuriritsakutsaku

Zvinoreva

Furiri munhu anotunza vamwe kuita zvakashata.

1

Furiri munhu anotunza vamwe kuita zvakashata.

Iwe unosiva mwana akanaka, asi kubva zvawakatanga kufamba nefuriri iyi wava nemisikanzwa.

Furiri munhu anotunza vamwe kuita zvakashata.

Zvakafanana

mufuriri · tsakutsaku

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furiridza

Kana uchifuriridza chinhu chinopisa unenge uchichipodza nokufuridza mweya.

Verenga

Swipe for the next word