KwaunobvaDuramazwiFfuriridza

Duramazwi

furiridza

Zvinoreva

Kana uchifuriridza chinhu chinopisa unenge uchichipodza nokufuridza mweya.

1

Kana uchifuriridza chinhu chinopisa unenge uchichipodza nokufuridza mweya.

Kana uchifuriridza chinhu chinopisa unenge uchichipodza nokufuridza mweya.

2

Kana uchifuriridza vana kana kuti vamwe vanhu vari pasi pako, unenge uchitadza kuvatungamirira nokuvadzora, zvokuti havazokukudzi uye vanozonetsa.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

furirika

Kana munhu achinzi anofuririka anenge asinganetsi kunyengera kana kuti kurunzira kuita zvakaipa.

Verenga

Swipe for the next word