KwaunobvaDuramazwiMmhete

Duramazwi · zita

mhete

necklace · ring · earring

dididitwidhikauzichichindandazirin'i

Zvinoreva

Mhete chishongo chemucheno chinopfekwa panzeve.

1

Mhete chishongo chemucheno chinopfekwa panzeve.

Sirivha isimbi chena inopenya uye inogadziriswa mhete nezvimwewo zvakakosha.

Kujakaidza kuzunza mhete dzinenge dzakapfekwa kana munhu achifamba kana kumhanya, zvinoita kuti dzizorira.

Mhete chishongo chemucheno chinopfekwa panzeve.

2

Mhete chishongo chinopfekwa pamunwe chinogona kunge chichitaridza kuti munhu uyu akachata, ava mudzimai kana murume wemunhu.

Zvakafanana

didi · ditwi · dhikauzi · chichi · ndandazi · rin'i

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word