Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu kana chinhu chichimheya chinenge chisingaremi kusvika panotarisirwa.
1

Kana munhu achifamba achiti mheya mheya anenge achipiringisha makumbo, achinge anoda kudonha, kazhinji sezvinoitwa nemunhu akadhakwa.

Kudzunguruka kunzwa kumheya mumusoro zvinhu zvichiita sezvavakupidiguka.
2
Kana munhu achimheya anenge achifamba zvinotaridza kuti muviri wake hauna simba rakakwana.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mheya mheya
Kana munhu achifamba achiti mheya mheya anenge achipiringisha makumbo, achinge anoda kudonha, kazhinji sezvinoitwa nemunhu akadhakwa.
VerengaSwipe for the next word