Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhezi chirwere chamapundu anovava anoti akakwenywa anopuduka pachisara maronda anoita mavara matema paganda kana apora. Mhezi dzegwembe dzakambonetsa chaizvo makore apfuura, vanhu vachikwaturwa makanda kusara angove madzvanga madzvanga.

Gangaidzwa mukwenyi mhezi yawavira mumoyo.
Mhezi iyi ndangoiti kwenyu kwenyu, ichibva yatanga kubuda ropa.
Kana munhu achinzi ane mhezi yavavira mumwoyo anenge ane zvinenge zvichimunetsa mupfungwa, pasina waanokwanisa kutaurira.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhezi yavavira mumwoyo
Kana munhu achinzi ane mhezi yavavira mumwoyo anenge ane zvinenge zvichimunetsa mupfungwa, pasina waanokwanisa kutaurira.
VerengaSwipe for the next word