KwaunobvaDuramazwiMmhi

Zvinoreva

Kuti mhi kusimudza chinhu chakati kurei kana kuti chinorema nokukasika.

1

Kudzvinyinga kurova simbi nesando, sezvinoita mhi-zha, kusvikira yaita zvaunoda.

Kuti mhi kusimudza chinhu chakati kurei kana kuti chinorema nokukasika.

Kuti mhi kungonakura chinhu chichibva pasi zvine simba.

2

Zvakafanana

bidzu · mhidzu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhidigari

Mhidigari kumira nemusoro munhu achizopedzisira apidiguka atarisa rimwe divi.

Verenga

Swipe for the next word