Duramazwi
Zvinoreva
Kumhidza kusimudza chinhu chakakura kana kuti chinorema.
1
Kumhidza kusimudza chinhu chakakura kana kuti chinorema.
Bimhidza chirwere chechipfuva chinokonzera kuti munhu apindwe nechando.
Kumhimhidza kusimudza nokutakura chinhu chinorema. Akamhimhidza zidanda akarie-ndesa kumba kwake.
Kumhidza kusimudza chinhu chakakura kana kuti chinorema.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhiko
oath
VerengaSwipe for the next word