KwaunobvaDuramazwiMmheterwa

Duramazwi · zita

mheterwa

whistle

Zvinoreva

Mheterwa muridzo unoridzwa munhu akapeta rurimi, rwuri pakati pemazino uye muromo wakapfumbwa, achiti tsvi-yo-o!.

1

Mheterwa muridzo unoridzwa munhu akapeta rurimi, rwuri pakati pemazino uye muromo wakapfumbwa, achiti tsvi-yo-o!.

Kukweya kuridza mheterwa muromo wezasi wakakombamira mukati momuromo.

Iyi inyama yesusu inowanzopiwa vakomana kuti vadye iri mbishi, inonzi inobatsira kuti vagogona kuridza mheterwa.

Mheterwa muridzo unoridzwa munhu akapeta rurimi, rwuri pakati pemazino uye muromo wakapfumbwa, achiti tsvi-yo-o!.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhetura

Mhetura rudzi rwenjiva inochema ichiita kunge munhu ari kuseka.

Verenga

Swipe for the next word