Duramazwi · zita
muridzo
whistling
Duramazwi · zita
whistling
Muridzo kurira kunobuda nemumuromo kana munhu achifuridza mweya.
Muridzo kurira kunobuda nemumuromo kana munhu achifuridza mweya.
Muridzo wake wandicheudza ndikabva ndamumirira.
Kusvusvumisa kutinha zvipfuyo zvakawanda, uchiridza muridzo kuti zvimhanye.
Jichidza ishiri inorira ichigomera-gomera, ichiita seinoridza muridzo.
Duramazwi
01 / 03murima
Murima muti unoita vana vatete, une maruva machena anonhuhwirira uye midzi yekuti munhu akaidya anofa.
VerengaSwipe for the next word