Duramazwi · zita
muridzi
landlady · landlord · possessor · owner
Duramazwi · zita
landlady · landlord · possessor · owner
Muridzi munhu anobandamura ngoma kana zvimwewo.
Muridzi wechinhu ndiye anenge ari mwene wacho.
Muridzi munhu anobandamura ngoma kana zvimwewo.
Tadiwa akamboramba anyerere hake muridzi wefon ndokuzoona kuti imari yake yaipera munhu akanyarara zvake.
Kutanda imbwa yomukuwasha kudzinga muridzi wayo.
Zvirevamwene zvidudziramazita zvinoratidza muridzi kana mwene wechinhu.
Muridzi wechinhu ndiye anenge ari mwene wacho.
Zvakakoshawo kurangarira kuti muridzi wechinhu anogona kukurambira kana kukunyima chaunenge wakumbira.
Zvino ini navadzimai taramba nerokuti mwana wedu tinomuziva haaimbobata zvakadaro uye iyo mhosva imhosva rudzii inozouya muridzi wayo asipo.
Kukambira kungozvipa kana kuti kutora uchizviita muridzi wezvinhu zvisiri zvako.
muna · munikazi
Duramazwi
01 / 03muridzo
whistling
VerengaSwipe for the next word