KwaunobvaDuramazwiTTenzi

Duramazwi · zita

Tenzi

Lord · master

vatenzitewe la

Zvinoreva

Tenzi nderimwe zita rinoshandiswa nevatenderi vechikristu kureva kuti Mambo, vachitaura Jesu kana Mwari.

Tenzi muchengeti kana kuti muridzi wembwa kana zvimwevo zvipfuyo.

1

Hakuna chembwa tenzi vararira mutakura.

Kana imbwa yaona tenzi wayo ichivhiza muswe inenge uchiutambisa-tambisa.

Kana imbwa ichiurukira tenzi wayo inenge ichimufarira uye ichisvetuka svetuka pedo naye.

2

Tenzi muchengeti kana kuti muridzi wembwa kana zvimwevo zvipfuyo.

Hakuna chembwa tenzi vararira mutakura.

Kana imbwa ichiurukira tenzi wayo inenge ichimufarira uye ichisvetuka svetuka pedo naye.

Tenzi muchengeti kana kuti muridzi wembwa kana zvimwevo zvipfuyo.

Zvakafanana

vatenzi · tewe la

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tepe

Kuti tepe kurembedza chinhu, zvokuti chinosara chichitamba kwachinenge chakatarisa pasi nako.

Verenga

Swipe for the next word