KwaunobvaDuramazwiSshe

Zvinoreva

She munhu anotonga dunhu rakakura, anenge aine masadunhu ari pasi pake.

Munhu anotonga musha kana dunhu (Ishe).

1

Apa vaive vandiratidza kuti vaingorwadziwawo zvavo nekutorererwa murume nemunin'ina but maonero andakazviita she was not a bad person.

Tanaka akabuda hake mumba umu, kwave kuenda kuspair ndokumbopfugama, she was now confused zvisingaite, ainge otoshaya kuti odini naTadiwa.

2

Zvakafanana

vashe · ishe

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shebheti

Shebheti chihwitsi chakareburuka, chitsvuku, chinoputirwa pamwe neupfu huchena hunotapira.

Verenga

Swipe for the next word