KwaunobvaDuramazwiIishe

Duramazwi · zita

ishe

chief · emir · sheik

mambo lachangamire la

Zvinoreva

Ishe munhu anotonga dunhu guru, aine masadunhu nemasabhuku pasi pake.

1

Ishe munhu anotonga dunhu guru, aine masadunhu nemasabhuku pasi pake.

Ishe wedu anotonga nyaya zvinogutsa munhu wese.

Kunyangwe neni ndinoziva kuti ndadenha zvakawanda izvozvi ishe ndichengetei.

Muchengetei chero kuchikoro kwaachaenda ishe.

Zvakafanana

mambo la

Zvine chekuita

changamire la

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

ishwa

Ishwa zvibhururukwa zvinobuda muchuru kana kwanaya, zvinogara pamwe nemajuru nokudyiwawo semajuru, asi izvo zviine mapapiro. Majuru anoruma kana vanhu vachinonga ishwa.

Verenga

Swipe for the next word