Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muridzi.
1
Muridzi.
Muninga imomu ndimo muna baba vangu ini nasekuru vangu.
Chete twana twacho twakachenjeresa twunogona kundipinza muna taisireva.
Zuva richingoti nyengu muna mai varo ngoro yaVaMusaririri yakabva yapinda mumusha waVaMutsvenguri.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munaba
Munaba muti unoita mashizha akatesva mberi nemaruva machena, uye unonyanyowanikwa kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe.
VerengaSwipe for the next word