KwaunobvaDuramazwiMmumwoyo

Duramazwi · zita

mumwoyo

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi zviri mumwoyo zvinenge zvisiri kutaurwa, munhu achingoita zvokufunganya.

1

Kana zvinhu zvichinzi zviri mumwoyo zvinenge zvisiri kutaurwa, munhu achingoita zvokufunganya.

Headmaster vakasekera mumwoyo havo vanyatsoona kuti vaive vazomugadzirira size zvino.

Paakaona zvadaro ega akabva atoziva zvazvaireva achibva atanga kunamatira mumwoyo akagara kudaro.

Zvisinei ndakazongozviudza mumwoyo kuti kana muri imi Jehovha kuda kwenyu ngakurambe kuchiitwa muhupenyu hwangu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mun'ando

Mun'ando chikwenzi chinoita maruva, chinotanda chichikwira neimwe miti.

Verenga

Swipe for the next word