KwaunobvaDuramazwiMmwoyo

Duramazwi · zita

mwoyo

anxious · depressed · depressing · despondency · despondent · disappointed · discouragement · discouraging · downhearted · heart · hearts · pled

hanamhumbanhafu

Zvinoreva

Mhumba kana kuti hana.

1

Mhumba kana kuti hana.

Pakabuda Theresa achisiya andiudza magara mwoyo ndakasara ndopedzisa hangu kubika.

Kuti ndazviitirei chaiko handizivi but mwoyo wangu wangondiudza kuti teera.

2

*Mwoyo* inhengo yemuviri iri mukati mechipfuva, inopomba ropa kuti rikwanise kufamba nemuviri wese.

3

Kana munhu achinzi ane *mwoyo* anenge achida tunhutunhu twevamwe twunonaka.

4

*Mwoyo* ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pamakadhi emutambo wemakadhi kana makasi.

5

*Mwovo* womunhu ndizvo zvaanoda kana kufunga.

Ndinotoita zvinoda *mwoyo* wangu.

Zvakafanana

hana · mhumba · nhafu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwoyo munyoro

Kana munhu aine mwoyo munyoro anenge achinzwira vamwe tsitsi.

Verenga

Swipe for the next word