KwaunobvaDuramazwiHhana

Duramazwi · zita

hana

conscience

Zvinoreva

Mwoyo womunhu.

1

Mwoyo womunhu.

BaTakue vakazvinzwa hana yavo kwave kutanga kurova zvisingaite yobika manhanga.

Hana yake yairova zvisingaite akafunga kuti amai vake vadzoka asi mumwe moyo waifara.

Ndakabata ring iya ndakuda kuibvisa but hana yangu yakabva yatanga kurova.

2

Kubata hana kudzikama kana kutsiga kwakaita munhu. Bata hana nokuti kwatiri kuenda kwakaoma.

3

Kurohwa nehana kuvhunduswa kana kutyiswa nechimwe chinhu. Ndakarohwa nehana ndanzwa kuti ndakundikana mubvunzo dzangu.

4

Kana munhu achinzi ane *hana* anenge ari munhu akatsiga, asingavhundukiri zvinhu.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

handa

Handa mwana wembwa.

Verenga

Swipe for the next word