Duramazwi01 / 03mwoyo weseKana munhu achinzwa kana kuita chinhu nemwoyo wese anenge atosvika pakuperevedza chaipo.Verenga→
Duramazwi02 / 03mwoyochenaKana munhu achinzi ane mwoyochena anenge aine chido chekuitira vamwe vanhu zvakanaka, kuti vagare vakafara.Verenga→