KwaunobvaDuramazwiTtenza

Duramazwi

tenza

-runzira-furira

Zvinoreva

Kutenza kupa munhu mazano akashata iye achifunga kuti uri kumubatsira.

Kugutsa.

1

Tenda muchero wadya zvinotenza mwoyo.

Kana chokudya chichitenza mwoyo chinenge chichigutsa.

2

Zvakafanana

-runzira · -furira

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word