KwaunobvaDuramazwiGgutisa

Duramazwi

gutisa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi agutisa anenge adya chikafu chakawanda, zvokuti kazhinji anenge asisakwanisi kugara zvakasununguka.

1

Kana munhu achinzi agutisa anenge adya chikafu chakawanda, zvokuti kazhinji anenge asisakwanisi kugara zvakasununguka.

Nhururu mweya wakaipa unobuda mukanwa kana munhu akagutisa kana achinge adzvova.

Mavandamwa mweya wakaipa wemunhu agutisa, unobuda nemumukanwa kana akadzvova.

Tsvi mweya unonhuwa, wemunhu akagutisa, unobuda mukanwa kana munhu achinge adzvo-va.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word