Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchisokera zvinhu musaga, unenge uchiramba uchizvitutira izvo zvazara kare.
1

Kana uchisokera unenge uchitamira kune rimwe dunhu rine vanhu vausina ukama navo.
Kutsokera kuisa zvinhu mune chimwe chinhu, uchingoramba uchitutira nyangwe zvazara.
2
Kana uchisokera unenge uchiramba uchidya, asi iwe waguta.
3
Kana uchisokera unenge uchitamira kune rimwe dunhu rine vanhu vausina ukama navo.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03soketi
Soketi iburi rinopfekerwa puragi, rinowanikwa pamadziro kana pamidziyo yemagetsi.
VerengaSwipe for the next word