Duramazwi · zita
Zvinoreva
Guti imvura nhete inonaya musi wakunenge kwakatibikira makore denga rose.
1
Guti imvura nhete inonaya musi wakunenge kwakatibikira makore denga rose.
Guti imvura nhete inonaya musi wakunenge kwakatibikira makore denga rose.
Kuti warawara kudonha zvinyoronyoro zvisina ruzha, sezvinoita mvura yeguti.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gutisa
Kana munhu achinzi agutisa anenge adya chikafu chakawanda, zvokuti kazhinji anenge asisakwanisi kugara zvakasununguka.
VerengaSwipe for the next word