Duramazwi · zita
gutsa
satisfy · satisfactory
Duramazwi · zita
satisfy · satisfactory
Gutsa chidimbu chinosara panenge patemwa muti.
Kupedza nzara kana kufadza.
Gutsa chidimbu chinosara panenge patemwa muti.
Gutsa chidimbu chinosara panenge patemwa muti.
Vakabva vanzwa kunge munhu aiuya kuseri ikko apo vakabva vatarisa ndokuona kunge chigutsa here asi ndivamhofu vaifamba.
Chinorwadza chinogutsa auya nacho.
Kupedza nzara kana kufadza.
Kana chinhu chichigutsa chinenge chichipedza nzara.
Sadza nomukowe hazvitani kugutsa.
Kana munhu achitaura zvinogutsa anenge achitaura mazwi akajeka, anonzwisisika.
Mwana ndanga ndoda kumukwatura nembama, akazotaura zvandigutsa kuti sei anonoka.
Kana chinhu chichigutsa chinenge chakanaka zvekuti hapana chaunoshora pachiri.
Musikana uyu ane runako runogutsa vakomana vakawanda.
Kufunda.
-lenza
Duramazwi
01 / 03gutsanira
Kugutsanira munhu kubatsirana kumurova kana kumuita zvimwe zvinhu.
VerengaSwipe for the next word