KwaunobvaDuramazwiMmurimi

Duramazwi · zita

murimi

cultivator · farmer · gardener · plowman · tiller

Zvinoreva

Murimi munhu anorarama nekukudza mbesa kana kupfuya zvipfuyo zvakasiyana-siyana.

1

Murimi munhu anorarama nekukudza mbesa kana kupfuya zvipfuyo zvakasiyana-siyana.

Badza guru ipa murimi, kuripa simbe inovata naro.

Pagara murimi pagara mupopoti.

Murimi munhu anorarama nekukudza mbesa kana kupfuya zvipfuyo zvakasiyana-siyana.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

murimo

Murimo mubairo wemabasa akaipa anenge achiitwa nemunhu.

Verenga

Swipe for the next word