Duramazwi01 / 03muzvindoMuzvindo munhu, kazhinji munhurume, anenge akakura chaizvo pamumhu uye ari murefu.Verenga→
Duramazwi02 / 03mva [bva]Mva izwi rinoshandiswa kubatanidza mitsara, richitaura zvinhu zvinenge zvaitika mumashure mezvinenge zvatanga kutaurwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03mvacharikaKumvacharika kufamba munhu akapfeka mamvemve ehembe, anenge achingoti reya reya.Verenga→