KwaunobvaDuramazwiMmuzvinaguhwa

Duramazwi · zita

muzvinaguhwa

Zvinoreva

Uyu munhu anofambisa makuhwa.

1

Uyu munhu anofambisa makuhwa.

Vaviri-vaviri wechitatu muzvinaguhwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muzvinapai

Muzvinapai munhu anozvikwidziridza achizviisa pachinzvimbo chaasiri.

Verenga

Swipe for the next word