KwaunobvaDuramazwiMmurima

Zvinoreva

Murima muti unoita vana vatete, une maruva machena anonhuhwirira uye midzi yekuti munhu akaidya anofa.

1

Murima muti unoita vana vatete, une maruva machena anonhuhwirira uye midzi yekuti munhu akaidya anofa.

Akapfeka nguo dzake murima imomo ndokubuda akananga kumba kwairara vabereki vake.

Panguva iyoyo light rakabva rangodzima muchibva masara muri murima.

Zvese izvi zvinonzi zvaitika maiguru vari murima vachingozviudza kuti Loice arikutambura kumusha.

Zvakafanana

munyamhanji · munyenza · muranze · mugwati · mutambausiku

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word