KwaunobvaDuramazwiMmurimo

Duramazwi · zita

murimo

Zvinoreva

Murimo mubairo wemabasa akaipa anenge achiitwa nemunhu.

Murimo mabasa emaoko anoitwa senzira yekuzvivaraidza nayo akafanana nekuruka tswanda.

1

_Ambuya vakagara vayambira kazukuru kavo kuti kutsva ndomurimo wemisikanzwa yekutamba nemoto._

Murimo mabasa emaoko anoitwa senzira yekuzvivaraidza nayo akafanana nekuruka tswanda.

Murimo zvinhu zvaunoita nguva zhinji, zvichikubatsira pakurarama kwako.

2

3

Murimo zvinhu zvaunoita nguva zhinji, zvichikubatsira pakurarama.

4

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word