KwaunobvaDuramazwiBbasa

Duramazwi · zita

basa

activity · assigned · assignment · duty · employed · employment · function · inactivity · labor · labour · mission · obligation · occupation · profession · responsibility · role · serviceable · task · undertaking · work · job; profession; labor; employment; work · job

Zvinoreva

Chero chinhu chinoitwa somushando unobatsira kana kuraramisa.

Chiito chinoitwa nevanhu kuitira kuwana pundutso kana mubhadharo (work/task).

1

Chero chinhu chinoitwa somushando unobatsira kana kuraramisa.

2

Basa kusevenza uchishandisa pfungwa nenhengo dzomuviri wako.

mushando 3

musevenzo 3.

3

Basa mushando unoitwa navanhu vachibhadharwa.

musevenzo 3.

4

Zvinhu zvine basa ndezvinogona kushandiswa pabudiriro yeupenyu hwevanhu.

5

Kana zvichinzi ibasa ranhingi iroro, vanhu vanenge vachitaura kaitiro kemunhu iyeye kasingafarirwi nevazhinji.

6

Kana munhu achinzi ibasa chairo anenge ari sherekete kana kuti asina nyadzi kana hanya pakuita zvinhu zvinonyarwa kuitwa nevamwe.

7

Chiito chinoitwa nevanhu kuitira kuwana pundutso kana mubhadharo (work/task).

Vakaona kuti zvaisaita kuti vasiye basa iri risati rapera semunhu ainge auya.

Ndofunga Vaiti chero vakanditarisa vanenge vachitoona chinhu chisina kana basa havo.

Ndaive ndisina hangu basa nehushamwari naye nekuti aive asingade kubvunzwa.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word