Duramazwi · zita
Zvinoreva
Barwe chirimwa chinokura zvokupfuura munhu, chinoita vana vane ruvara ruchena vanogona kugayiwa kuita upfu kana vaibva.
1
Barwe chirimwa chinokura zvokupfuura munhu, chinoita vana vane ruvara ruchena vanogona kugayiwa kuita upfu kana vaibva.
gwere 5.
2
Barwe imbeu ine ruvara ruchena, inokangwa maputi kana kuti kugayiwa ichibikisa sadza reparichi.
gwere 7.
chibage 7.
3
Barwe muguri mumwe chete wechibage.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03basa
activity
VerengaSwipe for the next word