KwaunobvaDuramazwiMmabasa

Duramazwi · zita

mabasa

works · activities · acts · duties · functions · jobs · operations · responsibilities · roles · tasks

Zvinoreva

Iri izwi rokuti basa rinenge raiswa kuruzhinji.

1

Iri izwi rokuti basa rinenge raiswa kuruzhinji.

Mai vamaitakue vainge vonzwa mabasa emwana wavo zvino.

2

Kana kuchinzi kwaita mabasa kunenge kwaita rufu.

3

Mabasa ndezvese zviito zvemunhu zvinenge zvichibudisa unhu hwake.

Mabasa omurume uyu haana kunaka.

Anoba fani.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabasa emaoko

Izvi zvinhu zvaunozviitira pachako, kazhinji uchigadzira zvinhu wozozvitengesa.

Verenga

Swipe for the next word