Duramazwi01 / 03ringidzaKuringidza kukanda hakata zvinoita n'anga kuti ione zviri kunetsa munhu.Verenga→
Duramazwi02 / 03ringimutibwiKana munhu achinzi iringimutibwi anenge ari munhu ane mumhu mukuru.Verenga→