KwaunobvaDuramazwiRringidza

Duramazwi

ringidza

-shopera

Zvinoreva

Kuringidza kukanda hakata zvinoita n'anga kuti ione zviri kunetsa munhu.

1

Kuringidza kukanda hakata zvinoita n'anga kuti ione zviri kunetsa munhu.

Mutoro ndezvose zvinenge zviri dambudziko riri kuvhiringidza munhu mupfungwa dzake.

Uyu munhu ane tsika yekuvhiringidza vamwe achikanganisa zvavanenge vachiita muchihwande.

Kuringidza kukanda hakata zvinoita n'anga kuti ione zviri kunetsa munhu.

Zvakafanana

-shopera

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ringimutibwi

Kana munhu achinzi iringimutibwi anenge ari munhu ane mumhu mukuru.

Verenga

Swipe for the next word