KwaunobvaDuramazwiRringindira

Duramazwi

ringindira

-dida

Zvinoreva

Kuwanda kunozadza mupimo.

1

Kuwanda kunozadza mupimo.

Kuringindira kuzara kunoita zvaiswa mune chimwe chinhu, zvichinyatsokwanirana noukuru hwacho.

2

Kuringindira kuzara kunoita zvaiswa mune chimwe chinhu, zvichinyatsokwanirana noukuru hwacho.

3

Kuringindira kukura komunhu zvakakwana, uye zvakaenzanirana.

Chimhandara ichi charingindira zvinoyevedza.

4

Kuringindira kugaroenda kune imwe nzvimbo.

Zvine chekuita

-dida

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word