Kwaunobva/Duramazwi/R/ringinya
Duramazwi
Kushiringinya kutamba-tamba uchizunza muviri wako.
ringindi
ringirira
Kuringirira kutarisa mumvura kana muchionioni kuti uzvione.
ringitingi
Ringitingi munhu anenge akapusa zvikuru.
rinhi
when
Swipe for the next word