Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiringanisa anenge achigovera vanhu zvinhu, vose vachiwana zvakaenzana.
1
Kana munhu achiringanisa anenge achigovera vanhu zvinhu, vose vachiwana zvakaenzana.
Kana munhu achiringanisa anenge achigovera vanhu zvinhu, vose vachiwana zvakaenzana.
Kupiringanisa kuruka chimwe chinhu uchibatanidza nokupesanisa shinda.
Kuti bondokoto kugara pasi munhu akapiringanisa makumbo.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ringazuva
Ringazuva chirimwa chinoita ruva rinotevera kufamba kwezuva, uye chinoita mhonzi dzinogadzirisa mafuta.
VerengaSwipe for the next word