KwaunobvaDuramazwiRrira

Duramazwi

rira

musical · rattle · sound

Zvinoreva

Kurira kuburitsa ruzha kungaite mumhanzi, shiri, pfuti nezvimwewo zvakadaro. Bhera rava kurira. Ngatimhanyirei kuchikoro tanonoka

1

Kurira kuburitsa ruzha kungaite mumhanzi, shiri, pfuti nezvimwewo zvakadaro. Bhera rava kurira. Ngatimhanyirei kuchikoro tanonoka

Kukunga kuva nechido chokuti dai zvimwe zvinhu zvabudi- rira pamwe nokushandira zvinhu i- zvi nesimba.

Kunzwi-rira kuterera nokuwana mashoko akadzama achitaurwa navamwe, chokwadi chichibva chazobuda pachena.

Kuti cheke kurira-rira kwechinhu chesimbi chinenge chazununguswa zvokuti chinenge chava kugumhira pane chiri pedo nacho.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ririma

Kubaka zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word