Duramazwi
ripitika
-gagadika
Duramazwi
Kana mhuka ichiripitika inenge iri hombe ichimhanya chaizvo, sezvingaita bhiza.
Kana mhuka ichiripitika inenge iri hombe ichimhanya chaizvo, sezvingaita bhiza.
Kana mhuka ichiripitika inenge iri hombe ichimhanya chaizvo, sezvingaita bhiza.
Kana munhu achishiripitika, anenge achiita zvose zvaanokwanisa kuti chinhu chaari kuita chibudirire.
Kupiripitika kumhanya pamwe chete kwemhuka dzakati wandei.
-gagadika
Duramazwi
01 / 03ripota
Kuripota kutsanangura kana kupa nhoroondo yezviitiko.
VerengaSwipe for the next word