KwaunobvaDuramazwiRripiti

Duramazwi

ripiti

Zvinoreva

Kana chinhi chikati ripiti chinenge chadonha ndokuramba chakazvambarara. Zinyoka rakabva rati ripiti parakadonha mumuti.

1

Kuti ripiti ripiti kumhanya kwemhuka inenge yakakura. Bhiza rakati ripiti ripiti paraiva pamujaho.

Mashura aive mashiripiti kana zviitiko zvisingatendeseke zvinogona kuitika mudunhu kana mumhuri.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ripiti ripiti

Kuti ripiti ripiti kumhanya kwemhuka inenge yakakura. Bhiza rakati ripiti ripiti paraiva pamujaho.

Verenga

Swipe for the next word