KwaunobvaDuramazwiRripota

Duramazwi

ripota

-mhan'ara

Zvinoreva

Kuripota kutsanangura kana kupa nhoroondo yezviitiko.

1

Kuripota kutsanangura kana kupa nhoroondo yezviitiko.

Kuripota kundomhan'ara nyaya semaitikiro ayo kuinapurisa.

Kuripota kutsanangura kana kupa nhoroondo yezviitiko.

2

Kana mutori wenhau achiripota nhau, anenge achidzikokorodza nokuzodzinyora mupepanhau kana kudzitaura sezvakaita paredhiyo kana terevhizheni.

3

Kuripota kundomhan'ara nyaya semaitikiro ayo kuinapurisa.

Zvakafanana

-mhan'ara

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word