Duramazwi
Zvinoreva
Kubaka zvakasimba.
1
Kubaka zvakasimba.
Kuririma ruzha rukuru rwuri pasi, runonzwika rwuri nechokure rwuchiswedera.
Kuririma ruzha rwekubvira nesimba kunoita zvinhu zvinenge uswa kana donje kana zvabatira moto.
2
Kuririma ruzha rwekubvira nesimba kunoita zvinhu zvinenge uswa kana donje kana zvabatira moto.
3
Kuririma ruzha rukuru rwuri pasi, runonzwika rwuri nechokure rwuchiswedera.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ririri
Kuti ririri ruzha rwokufara kana kupemberera, runowanzo-itwa navanhukadzi vakawanda.
VerengaSwipe for the next word