Duramazwi · zita
barika
polygamy
Duramazwi · zita
polygamy
Barika imhuri yemurume ane vakadzi vaviri kana kupfuura asi vakadzi vacho vachibva kumhuri dzakasiyana.
Kubarika kupfuta mwoto kwechinhu.

chipari 7
chipare 7

Dzawe munda womunhurume anenge aine barika.
VaMunarwo vaiva nebarika, asi mhuri yavo yairarama upenyu hweumambo.
Kubarika kumera mazino ekutanga kunoita mwana.
Duramazwi
01 / 03baro
Baro chirwere chemuchibereko chemunhukadzi chinogona kukonzera kubva kwepamuviri kana kuvharika kwemachubhu.
VerengaSwipe for the next word