KwaunobvaDuramazwiBbaka

Duramazwi · zita

baka

-bvira-pfuta

Zvinoreva

Jerimani.

Kana vanhu vachiti pfuti dzakabaka vanenge vachireva kuti hondo yakarwiwa chaizvo.

1

Jerimani.

Kana moto wamhomha unenge wadzima kana kuti wava kubaka zvishomashoma.

Kuti vhee kubaka kunoita magetsi makuru emotokari usiku.

Kuti bwai bwai kubaka kunoita mwenje uchimbodzima.

2

Kana vanhu vachiti pfuti dzakabaka vanenge vachireva kuti hondo yakarwiwa chaizvo.

Huni dzakaoma ndidzo dzinonyatsobaka.

Kana moto wamhomha unenge wadzima kana kuti wava kubaka zvishomashoma.

Kuti vhee kubaka kunoita magetsi makuru emotokari usiku.

Zvakafanana

-bvira · -pfuta

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word