KwaunobvaDuramazwiBbakatwa

Duramazwi · zita

bakatwa

Lance · sword

Zvinoreva

Bakarwa zibanga ziguru rinocheka nekwese, kazhinji rinogara mumuhara.

1

Bakarwa zibanga ziguru rinocheka nekwese, kazhinji rinogara mumuhara.

Zvinyoronyoro Tambaoga akazvomora bakatwa kubva kumusana kwababa vake ndokuriisa pauswa.

Dai mangonditaurira chete." Zvinyoronyoro, akabvisa bakatwa kumusana zvishoma nezvishoma.

Bakatwa raive kumusana kwavo rakaramba riri mumuviri mavo richingoonekwa mubato waro Kweteka!

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word